Makuwa sezita

Kubva Wikipedia

Makuwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Andrew Makuwa; Passmore Makuwa; Milton Makuwa.
  • Mazwi ari pedyo: Chakuwa sezita.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Lenje inoti kuwa (v. cry). Mamwe mazwi: kuwaila (v. mourn much). VaWabo inoti kuwa (v, shout).
  • Herero inoti kua (v. shout; scream; sound the alarm). Mamwe mazwi: otyi-kua (v. an infant just born; a screamer).
  • Nyanja inoti kukua (to shout, cry out, to shout in hunting). Mbunda inoti makuwa (a name meaning someone who shouts when rejoicing).
  • Maconde inoti likuwa kana makuwa pakuwanda (n. crowd, company, group) kureva boka.
  • Lubwisi vanoti ekuwa, makuwa (n. bones, skeleton) kureva mapfupa.