Makongo sezita

Kubva Wikipedia

Makongo izita remhuri rinowanikwa kuTanzania, Cameroon neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Divine Makongo; Rose Makongo; Monique Makongo; Mabelle Makongo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaita vanoti ukongo kana (n. sickness, ailment, disease; illness; plague) kureva hurwere.
  • Taita vanoti makongo (n. sicknesses) kureva zvirwere. Mamwe mazwi: kukalla mukongo (to be sick).
  • Sangho vanoti likongo (n. spear) kureva pfumo. Mamwe mazwi: likolo (n. school) - kuti tifananidze neShona.