Mahoka

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mahoka izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe apa mahoka zvichireva nhimbe - hoeing bee.

Vanhu vane zita iri: Sarah Mahoka weZanu-PF.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Possible Meaning - Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Vatauri veSwahili vanoti mahoka kana wazimo (madness) kureva kupenga.
  • VaMaconde vanoti lihoka kana mahoka (ancestral spirits) vachireva midzimu.
  • VaHerero vanoti hoka (moult - shed old feathers, hair, or skin, or an old shell, to make way for a new growth).