Machiridza

Kubva Wikipedia

Machiridza izita remhuri muZimbabwe.

  • Kuchiridza (to supply life's necessities).
  • Kune nzvimbo inonzi Tachila (we have survived) kuBotswana, zita racho richireva kuti tapona. Izwi iri rinobva kuBaKalanga.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • BaKalanga vanoti chila (live; survive) zvichireva kurarama kana kupona. Mamwe mazwi: buchilo (life) kureva hupenyu.
  • BaKalanga vanoti i chili (living person; well-off person) kureva munhu mupenyu kana munhu mupfumi.
  • Kalanga vanoti -cira (live; heal) kureva kurarama kana kupona. VaNyoro vanoti okukira (to get well) kureva kupora.
  • Chewa vanoti chira (to recover, to be cured or feel better after illness). Mamwe mazwi: chiritsa (to cure; cause to recover).
  • C'Lela vanoti c'iri (abandoned site; old village settlement that has been abandoned). VaTiriki vanoti khushirikha (give medical attention).