Kutarangana

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kutarangana (to be spread out, spaced, at a distance from each other) kureva zvnhu zviri kure nekure.

Mazwi eBantu[chinja | edit source]

Fananidzai mazwi ari pasi ayo nezwi rokuti runhare (telephone).

  • VaYao vanoti kutalikanyana (to be distant from each other) vachireva kuti kutarangana.
  • VaYao vanoti kutalika (to be distant) vachireva kuti kure.
  • VaYao vanoti chilambo cha kwakutalika (a distant country) vachireva nyika iri kure.
  • VaNyakyusa vanoti pa-tali (far) vachireva kuti kure.
  • VaNyakyusa vanoti pabu-tali (long) vachireva kuti kurefu kana parefu.
  • VaMambwe vanoti utali (n. height. length).