Kusimudza
Mataridziko
Kusimudza (to lift, cause to rise, to erect).
- Kusimuka kana kusumuka (to stand up, get up, depart) zvinoreva kumira uchibva pakugara, kugwadama, kurara kana kuchonjomara.
- Mhizu (ideophone of lifting heavy object).
- Kumhizura (lift heavy object) zvichireva kunyamura kana kusesenya.
- Kumhizudza (cause to lift heavy object).
- Kumhizuka (be able to be lifted - heavy object).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaChewa vanoti kutukula (lift, raise, heave, elevate).
- VaNyakyusa vanoti sumuka (v. get up, depart) kureva kusimuka.
- VaNyakyusa vanoti sumusya (v. make stand up, get up) kureva kusimudza.