Kuri

Kubva Wikipedia

Kuri izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Godswill Kuri; Jasper Kuri.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaVenda vanoti khuli kana dzikhuli (n. thigh joint) kureva nhengo yechidya.
  • Tudaga vanoti kuli (n. hip, corner). Mamwe mazwi: kuli (n. tooth decay; caries). Kûrri (n. dune).
  • Shambala vanoti kuli (n. dog), kureva imbwa.
  • Gbeya vanoti kûri (n. egg) kureva zai. VaMoore vanoti kuri (n. land turtle).