Svetuka kuchirochemo

Kupfeka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKupfekedza)

Kupfeka (to dress) zvinoreva kuvhara muvhiri nezvirukwa zvakaitwa nemachira.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaGiryama vanoti kudzivula kana kuvula (to undress). VaChewa vanoti kuvala (to dress). Mamwe mazwi: kuvula (to undress).
  • Tsonga ne Chopi vanoti ambala (v. wear). Mamwe mazwi: xiambalo (n. dress, attire).
  • Nsenga vanoti kufeketsa (v. to adorn) kureva kupfekedza. Taita vanoti kurwara (v. to dress, to wear, put on) kureva kupfeka.
  • Kimbundu vanoti kuponona (v. to bare, strip, undress, flay) kureva kupfekenura.