Kupangura
Mataridziko
- Kupangura (force way into) kureva kupazura kana kupazanura.
- Kupangura (go right into).
- Kupangura (intrude).
- Kupangura (Make a way) kupasura.
- Kune mazita emhuri dzinonzi Chipangura, Mupanguri kana Kapangura.
Mazwi eBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaKongo vanoti bangula (v. to take to pieces, pull down, destroy, demolish, lay open, make plain, clear, disclose, divulge as a secret). Izwi iri rinodudza zvimwe nokuti figure out muEnglish.
- VaHerero vanoti pangura (divide, sever, cut, rend) kureva kugura.
- VaHerero vanoti pangura (discriminate, make a distinction).
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |