Kupamba
Mataridziko
- Kupamba (to take by force; kidnap, colonize).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mupambwa (one who is taken by force).
- Vapambevhu (n. colonizers).
- Kutapa (kidnap, capture person for slaves) zvichireva kubata muvengi panguva yehondo achiitwa nhapwa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chewa inoti mpambi (n. a thief) kureva mbavha. Fanannidzai nokuti vapambevhu.
- Lugungu inoti kuhamba (v. kidnap; hijack; ensalve) vachireva kupamba. Mamwe mazwi: mu̱hambi (n. kidnapper).
- VaGungu vanoti muhambwa (n. kidnapped person) vachireva mupambwa. Mamwe mazwi: kuhamba (v. rape) vachireva kubhinya
- VaGungu vanoisa h pamwe patinoisa p kuChiShona. Sokuti kuliha vachireva kuripa.