Svetuka kuchirochemo

Mabvazuva

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuKumabvazuva)
Kombasi ine mabazuva aka jekeswa

Mabvazuva (kuChingezi: East) kana kuhutonga muzvidzidzo zvinotevera: pimanyika; Jekanyika; neTarachisi, idivi kana rudzivo kunobuda nako zuva mangawani ega ega. Panopimwa gonya rinokwana 180o kubva kuMabvazuva kusvika kuMadokero.

Mamwe mashandisirwo:

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro ye Chibantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Barotse vanoti bucabela kana upa (n. east; orient) kureva kumabvazuva.
  • VaTsonga vanoti vurhonga (n. east or direction where the sun rises). VaTsonga vanoti vurhonga (n. dawn ) kureva mambakwedza.
  • Xilenge vanoti vutonga (n. east). VaTonga vanoti kujwe (n. east) kureva mabvazuva. VaTakwane vanoti mpaddi (n. direction).
  • VaDigo vanoti mlairo we dzuwa (n. east, direction from which sun rises) zvichireva kumabvazuva
  • Lingala inoti monyele (n. east) kureva mabvazuva. VaTonga vanoti pata (to rise - of the sun) kureva kuyedza kwezuva.