Kukura kwezvinhu

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chinyorwa chino chiri kubatanidza mashoko anotaura kukura kana kubukira kwezvinhu.

  • Kusurura (grow afresh) kureva kukura patsva.
  • Kusinira (grow after burning) kureva kukura sokunoita huswa mushure mokunge wambotsva. Izwi iri ringakwanisa kushanda pakuturikira chinonzi renewable kuEnglish.
  • Kukwegura (grow old) kureva kukura pamakore okuberekwa zvokuti munhu achembera.
  • Rukweguro (old age)
  • Kuchembera kureva kukura zvimwechete nokukwegura asi iri shoko rainge rakanangana nevakadzi.
  • Kutanamara kureva kukura zvimwechete nokukwegura asi iri shoko rainge rakanangana nevarume.
  • Kusakara kana kushakara (grow old) kurevera kwenhumbi dzave tsaru.
  • Kukukumuka (grow thickly).
  • Kuhataira kana kututuma (grow fast).
  • Kusoka (stop growing) zvichireva kumira kukura.
  • Kuyaruka (be grown, mature).
  • kuva mukuru (grown up).
  • Kupita ( be grown - of girl).
  • Kubvumbuka (Be, or become, easy to tear. 2. Lose colour).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaLugungu vanoti mpanda (growth; way in which something grows).
  • Vatauri veLunyoro vanoti okumera kana okukura (to grow) vachireva kukura.