Kusakara

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kusakara kana kushakara (grow old) kurevera kwenhumbi dzave tsaru.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Usarasa mutsakara nokuona chitsva. Never throw away the old at the sight of the new.
  • Kwava kusakara kwedoo kuita serisakambodyiwa nyama.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaZigula vanoti kusakala (be worn out, be rough and worn out) vachireva kusakara.
  • VaZigula vanoti kusakaza (wear out) vachireva kusakadza. VaZigula vanoti kusakazwa (be worn out) vachireva kusakadzwa.
  • VaYao vanoti kusakasya (to make bad, to defile). VaYao vanoti kusakala (to be bad).