Svetuka kuchirochemo

Chisazita

Kubva Wikipedia

Chisazita (pronoun) zvinoreva izwi rinonongedza chnhu asi risina kududza zita racho chairo.

Mienzaniso yeZvisazita

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zvisazita zvinoshandiswa zvichienderana neMipanda yeMazita.

  • Ini kana inini (me).
  • Ivo (them or honorific for elders him/her).
  • Isu (Us).
  • Izvo (those things).
  • Imo (inside their).
  • Ivavo (those very same ones).
  • Ipo (that very same place or time).
  • Iri (this one).
  • Iro (that one).
  • Ipapo (right there in that place, location or time).
  • Icho kana isvo (that thing).
  • kano (this little thing).
  • chino (this thing).
  • Mururimi rweLingala vanoti ngai (me, mine).