Kududza Panhu

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anodudza pane chinhu munzvimbo.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti munsi (n. underneath) kureva mutsi. Mamwe mazwi: kunsi (n. below) kureva kutsi.
  • VaTonga vanoti mujulu (n. in the air) kureva mudenga.
  • VaTonga vanoti mufwifwi kana kufwifwi (n. near) kureva pedyo.
  • VaTonga vanoti munze kana kunze (n. outside) kureva kunze.
  • VaTonga vanoti mutala (n. beyond) kureva kudarika. Mamwe mazwi: kutala (n. above) kureva kumusoro.
  • VaTonga vanoti etala (n. on the top) kureva pamusoro.
  • VaTonga vanoti munembo kana kunembo (n. in front, before) kureva mberi kana kumberi.
  • VaTonga vanoti musule kana kusule (n. behind) kureva kushure.
  • VaTonga vanoti mumwi, kumwi kana amwi (n. together) kureva mumwe, pamwe kana kumawe.
  • VaDigo vanoti phatu (n. place) kureva panhu.
  • VaZigula vanoti kuntru (n. place, anywhere, anyplace, area) kureva kunhu.
  • Kinande vanoti ahandu (n. place, anywhere, anyplace, area) kureva panhu kana kunhu.
  • Sangho vanoti ndo (n. place; an environment; the top of something) kureva panhu.