Kudimbidza

From Wikipedia
(Redirected from Kudimbira)
Jump to navigation Jump to search

Kudimbira kana kudimbidza (1. Take shortcut, 2. Cross diagonally) zvinoreva kudimbudzira munhu achitora nzira pfupisa - sokuti kana munhu anopinda nemumunda panzvimbo yekutenderera nekunze kwemunda.

  • dimbi (ideophone of taking a short cut).
  • Dimbidza (1. Cause to take a shortcut, 2. Forestall). Akadimbidzira mibvunzo yavo yose nokufanodudzira zvomutero. He forestalled their questions by explaining about the tax.
  • Kudimbira (1. Take shortcut, 2. Cross diagonally).
  • Kudimbidzira kana kudimbira (1. Overtake by taking short cut; 2. Cut across - path; 3. Take short cut).

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]