Kudhakwa

From Wikipedia
(Redirected from Kudhakiwa)
Jump to navigation Jump to search

Kudhakwa kana kudhakiwa (to be drunk).

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaKongo vanoti nkolwa (n. alcohol, drunkeness, intoxication, also intoxicated with pride and deceit) kureva hudhakwa.
  • Mururimi rweKikongo, Kishambala neUmbundu vanoti kukolwa (to be drunk, to be tipsy, intoxicated, stupefied) kureva kudhakwa.
  • Mururimi rweKikongo vanoti kolesa (cause to be drunk) kureva kudhakiswa.