Kudya
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKudakanura)
Kudya (ku Chingezi: eating) kana kurya.
Mamwe mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mimwe mitauro ye Chishona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chikaranga chinoti kudhla zvichienderera ne nzvimbo yavanogara muZimbabwe, asi vamwe vanongoti kudya sezvoitwa muChishona chikuru.
- Chindau chinoti kurya
- Chikorekore ne Chibuja chinoti kudja kana kuja.
Mimwe mitauro ye Chibantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vatauri veLuganda vanoti kuliwa (to be eaten) kureva kudyiwa.
- VaKaonde vanoti kuja (to eat) kureva kudya.
- MaZulu vanoti isikhafu kana izikhafu (Akrikaans: skof) kureva chikafu kana chidyo.
- MaZulu vanoti isidlo (Specially prepared meal or food; feast; a spread; Communion, Holy Communion, Eucharist).
- C'Lela vanoti ryà (v. eat) kureva kudya.