Kokera sezita

Kubva Wikipedia

Kokera izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mang'anja vanoti kukokera (to sweep around an island as a boat; sweep around - as of a person around an object opposing).
  • Mang'anja vanoti kukokera (to bring a boat to and or to a standstill) zvichireva kuunza chikepe kugombe kana kuchimisa.
  • Mang'anja vanoti kukokera (to gather in a scum or interlaced mass - as flotsam of grass or rubbish in a flood) zvichireva kukumbanidza semakukurutsi muguwe remvura.
  • VaKongo vanoti kokela (n. mark of a thing dragged, trail, track of snake) zvichireva muhwezva. Mamwe mazwi: kukokela (n. to drag oneself along, hence to be lame).
  • VaChewa vanoti koka (v. encircle, surround). MaZulu vanoti isikokela (n. 1. Place surrounded by· a wall or fence. 2. Company).