Kawaza

Kubva Wikipedia

Kawaza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Ernest Kawaza, Nicole Kawaza, Duduza Kawaza, Kondwani Kawaza.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kuwaza (reflect, think about; to think about) kureva kufunga nezve. Mamwe mazwi: kuwaza (to count).
  • VaGiryama vanoti ku-aza (v. consider, meditate) kureva kufunga pamusoro pe.
  • VaWabo vanoti owaza (v. sprinkle; spread) kureva kumwaya.

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kuwaza (a family name) izita remhuri.