Kuwaza
Mataridziko
Kuwaza izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Mazita ari Pedyo: Kawaza.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaZigula vanoti kuwaza (reflect, think about; to think about) kureva kufunga.
- Zigula inoti kuwaza (to count; to number; add up). Zigula inoti kuaza (v. to lose).
- Taabwa inoti kubaza (v. to square). Taabwa inoti mubazi (n. squarer).
- VaGiryama vanoti ku-aza (v. consider, meditate) kureva kufunga pamusoro pe.
- VaWabo vanoti owaza (v. sprinkle; spread) kureva kumwaya.