Katondo sezita
Mataridziko
Katondo izita rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Spiwe Katondo; Fanny Katondo; Philipah Katondo; Sharon Katondo.
- Mazwi ari pedyo: Matonda sezita; Chatonda sezita; Chitonda sezita; Katonda sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Chewa vanoti katondo (n. red clay) kureva dhaga dzvuku.
- Luganda inoti tonda (to create) kureva kusika. Kinande inoti eritonda (v. arrange in order). Mamwe mazwi: Katondo (n. God - The arranger - one who puts things in order).
- Kirundi inoti gutonda (line up; to stand in line) kureva kumira mudungwe. MaZulu vanoti tonda (v. Stand) kureva kumira.