Matonda sezita
Mataridziko
Matonda izita rinowanikwa muZimbabwe.
- Kutonda (to face; see straight; aim straight).
- Vanhu vane zita iri: Samuel Matonda; Tongai Matonda; Nyasha Matonda.
- Mazwi ari pedyo: Katonda sezita; Chatonda sezita; Chitonda sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Lenje vanoti tonda (v. point with finger; point at; point out, show; aim at) kureva kutendeka. Kimbundu vanoti utonda kana kutonda (n. praise, applaud) kureva rumbidzo.
- Venda inoti tonda (v. treat with care) kureva kubata zvakanaka. Lugwere inoti kutonda (v. mould; form in clay or wax by pouring into a mould).
- Kikongo inoti tonda (praise, commend, thank, approve, extol, gratitude, thankfulness, love, affection; to approve of, be satisfied with, consider fit or sufficient, like, esteem, be pleased with, admire).
- Luganda inoti tonda (to create) kureva kusika. Lubwisi vanoti kutonda (v. to be talkative).
- Kinande inoti eritonda (v. arrange in order). Mamwe mazwi: Katonda (n. God - The arranger - one who puts things in order).
- MaZulu vanoti tonda (v. Stand) kureva kumira. Kirundi inoti gutonda (line up; to stand in line) kureva kumira mudungwe.