Karumbi
Mataridziko
Karumbi izita revanhu rinowanikwa muZimbabwe, kuTanzania, Kenya neDemocratic Republic of Congo.
- Vanhu vane zita iri: Njeri Karumbi; Ketty Karumbi; Mary Karumbi; Ally Karumbi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.