Kapesa
Mataridziko
Kapesa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: James Kapesa, Joy Kapesa, Rumbidzai Kapesa, Admire Kapesa.
- Mazwi ari pedyo: Chipesa sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.
- Kinande vanoti eripesa (v. forger; blacksmith) kureva mupfuri wesimbi. Mamwe mazwi: oluhesero kana ekihesero (n. forge).
- VaGiryama vanoti ku-pesa (v. blink) vachireva kubwaira.
- VaGiryama vanoti ku-pesapesa (v. blinking repeatedly or purposely) vachireva kubwaira-bwaira.
- VaLamba inoti pesa (v. part, divide asunder, cut into two). Fananidzai nokuti kupesana.