Svetuka kuchirochemo

Kapamba sezita

Kubva Wikipedia

Kapamba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Tsitsi Kapamba; Merveille Kapamba; Rodrigue Kapamba; Joella Kapamba.
  • Mazwi ari pedyo: Mupambo sezita, Mupambwa sezita, kupamba.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • Maconde inoti -pambanya (v. fasten together) kureva kupamba.
  • Maconde inoti -pambilila (v. fasten with rope) vachireva kupamba netambo.