Mupambwa sezita

Kubva Wikipedia

Mupambwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Daniel Mupambwa; Vongai Mupambwa; Patrick Mupambwa; RoseTrish Mupambwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaGungu vanoti kuhamba (v. kidnap) vachireva kupamba. Mamwe mazwi: mu̱hambi (n. kidnapper). Muhambwa (n. kidnapped person) vachireva mupambwa.
  • VaGungu vanoti kuhamba (v. otherthrow) vachireva kuriga mutungamiri. Mamwe mazwi: ku̱hamba (n. subjugate).
  • VaGungu vanoisa h pamwe patinoisa p kuChiShona.