Kamanga

Kubva Wikipedia

Tsakani izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neMalawi.

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye Chibantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa vanoti kumanga kana kupanga (build up; construct; erect a building) kureva kuvaka.
  • VaChewa vanoti kumangira (build up) kureva kuvaka.
  • VaChewa vanoti womanga (architect, builder) kureva muvaki.
  • VaChewa vanoti kumanga (to bind; confine by binding) kureva kunama.