Kunama
Mataridziko
Kunama (to stick, to adhere).
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- MaZulu vanoti nama (ideophone. of adhering closely; of tenacity). MaZulu vanoti isinamathela (Something sticking fast, adhering.) kureva chinamatira.
- MaZulu vanoti namathela (1. Adhere for, cleave to for; 2. Adhere to, stick on to) kureva kunamatira. MaZulu vanoti namathela (Transfer, catch· across, spread; be infectious.) kureva kutapukira.
- MaZulu vanoti namu (1. of unsticking, unstopping; 2. of opening the mouth, smacking the lips; 3. of stickiness, tenacit) inyaudzosingwi inoreva kunamuka.
- MaZulu vanoti namuka (be sticky, unstopping; sticky) vachireva kunamira.