Kalenga

Kubva Wikipedia

Kalenga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe; iri izita reChewa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Sena vanoti -lenga (to create) kureva kusika.
  • VaBemba vanoti lenga (designer; painter). Mamwe mazwi: kalenga (designer).
  • Kwangwali inoti karenga (n. male cat) kureva katsi rume.