Kahoro sezita
Mataridziko
Kahoro izita remhuri rinowanikwa muKenya.
- Vanhu vane zita iri: Wachira Kahoro; Zephaniah Kahoro; Simon Kahoro, James Kahoro .
- Mazita ari pedyo: Chihoro sezita, Mahoro sezita, Muhoro sezita, Horayi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.