Chihoro sezita
Mataridziko
Chihoro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tapiwa Chihoro; Nyasha Chihoro; Kevin Chihoro, Simbarashe Chihoro.
- Mazita ari pedyo: Mahoro sezita, Kahoro sezita, Muhoro sezita, Horayi.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.