Mucheche
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKacheche)
Mucheche (infant) mwana achangozvarwa kusvika pamakore maviri zvichienderana nemaonero anoitwa mudunhu racho. Vazhinji vanoti mwana achiri pazamu ari kuyamwa mwana mucheche.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kanguwe, katsvuku, kanyeme, kasvava kana rusvava (Recently born baby up to two weeks old).
- Rushiye, kashiye kana kashiya (baby more than a month old).
- Chimhembeza (Act of carrying a child on the back and supporting it with arms (or cloth) without sling cradle.
- Chizaranyara (Child a few months old (after teething).
Tsumo
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Chomungozva chinodyiwa nowabata mwana.
- Kudya chomuzverel bata mwana wake. (If you want) to eat in the 'house of a woman who has given birth, cuddle her child.
Mitauro yeChiBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaFwe vanoti mucece (small) kureva chidiki. VaKagulu vanoti chali (n. infant, child, babe) vachireva mwana mudiki.
- MaZulu vanoti unana kana onana (baby, child) kureva nhanha. Lamba inoti umucheche kureva mwana mucheche.
- VaKabwa vanoti omwana omurere (young; immature) vachireva mwana mucheche.
- Mururimi rweKaonde kuZambia vanoti -cheche (small) vachireva tudiki. Sokuti tumango tucheche - small mangoes.