Johannesburg

Kubva Wikipedia
Johannesburg

eGoli  (Zu. Xho.), Jobheki (Sho.)

Mazita ayo:
  • Jo'burg; Jozi;
  • Muḓi Mulila Ngoma (muChivhenda),
  • Joni (muChitsonga);
  • Egoli (kureva "Vugoridhe; Nzvimbo ye Ndarama");
  • Gauteng ("Vugoridhe; Nzvimbo ye Ndarama")
Motto yayo:

"Unity in development"

Makoadhineit: 26°12′16″S 28°2′44″E
Nyika Afurika Chamhembe
Purovhinzi Gauteng
Municipality Guta re Jobheki
Rakasikwa muna 1886
Hurumende
• Mhando Metropolitan municipality
Meya Mpho Phalatse (DA)
Ruwa
• Guta 1,644.98 km2 (635.13 sq mi)
• Ebheni 3,357 km2 (1,296 sq mi)
Usimudzwa (elevhesheni) 1,753 m (5,751 ft)
Huwandu (2019)
• Guta 5,635,127
• Dhensiti 3,400/km2 (8,900/sq mi)
• Ebheni 8,000,000
• Dhensiti ye Ebheni 2,400/km2 (6,200/sq mi)
• Metro 10,500,000
Ganda re Vanhu (2019)
• Vatema vechiAfurika 76.4%
Makaradhi 5.3%
Maindiya/Maezhiya 4.9%
Vazungu 13.7%
• vamwe 0.8%
Rurimi rwamai (2011)
Chizulu 23.41%
Chingezi 20.10%
Chisutu 9.61%
Chitswana 7.68%
Chiafurikanzi 7.28%
Zoni ye Nguva UTC+2 (SAST)
Khodhi ye kuPosta (mgwagwa) 2001
PO Bhokisi 2000
Khodhi ye Ruwa 010 and 011
HDI 0.75 High (2012)
GDP US$76 billion (2014)
GDP per capita (PPP) US$16,370 (2014)
Webhusaiti http://www.joburg.org.za/

Johannesburg (sho. Jobheki) iguta guru reAfurika Chamhembe. Vazulu ne Vaxhosa vanoiti wo eGoli, uye futi woJoza nehuwandu hwe vagari veimomo.