Jingasanza

Kubva Wikipedia

Jingasanza kana jingausanza (n. Stratosphere) chikuta chakakomberedza Pasirose chine mipanda yakachiumba ine chimiro chakadiyana zvichienderana nechinhamwe kubva pasi.

Izwi rokuti strata rinoreva a cover, spread, scattered, strew. Fananidzai ne mazwi e mitauro yeBantu ari pasi ayo.

Mamwe Mashoko[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Jingabenyu (n. biosphere) inzvimbo yakakomba nyika inowanikwa zvinhu zvipenyu..
  • Jingamweya (n. atmosphere) igute romweya watinofemba uyo wakatikomberedza.
  • Jingarukota (n. troposphere) igute rakakomba Pasirose rinowanikwa mhepo dzinopotereka.
  • Jinga reGomo (n. area at the foot of a hill or surrounding a hill) zvinoreva nzvimbo iri muzasi uye pedyo negomo.
  • Hwarasanza (n. platform, scaffold, table) kureva chivakwa chiri pakakwirira chine mapango akatsigira sedara

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pane tarisiro yekuti mitauro yeBantu inotodzana mazwi.

  • Kimbundu inoti kusanzama (v. sprawl; spread; scatter). Mamwe mazwi: kusanzeka (n. vastness, breadth).
  • VaKongo vanoti esanza (n. shelf) kureva sherufu.
  • VaTonga vanoti Cisanza (raised platform to store maize) kureva dara. Kwama vanoti sanza (n. bed) kureva mubhedha.
  • VaMambwe vanoti -panga usanza (n. to make a bed) kureva kugadzira mubhedha.