Svetuka kuchirochemo

IGwara

Kubva Wikipedia

iGwara mutauro unowanikwa ku Nigeria.

  • Gwara vanoti uro (n. neck) kureva huro.
  • Gwara vanoti uwyere (n. king, chief, ruler) kureva ishe.
  • Gwara vanoti mbo (they) kureva ivo.
  • Gwara vanoti gugu (n. bark of tree) kureva gwati remuti.
  • Gwara vanoti umban (n. granary) kureva dura.
  • Gwara vanoti unere (n. person, people) kureva vanhu.
  • Gwara vanoti yaya (n. mother) kureva amai.
  • Gwara vanoti urem (n. word) kureva shoko.
  • Gwara vanoti iwa (n. war) kureva hondo.
  • Gwara vanoti utam (n. cheek) kureva matama.
  • Gwara vanoti untebo (n. hand) kureva ruwoko.
  • Gwara vanoti ukuku (n. bone) kureva bvupa.
  • Gwara vanoti abi (n. faeces) kureva mavi.
  • Gwara vanoti idzom (n. elephant) kureva nzou.
  • Gwara vanoti udzudzu (n. sandfly).
  • Gwara vanoti utsutsu (n. locust) kureva mhashu.
  • Gwara vanoti ungwira (n. bedbud) zvichida vanoreva tsikidzi?
  • Gwara vanoti isara (n. filter) kureva tsunguro.
  • Gwara vanoti utsasa (n. comb) kureva kamu.
  • Gwara vanoti dzim (v. build a house etc.; mould a pot) kureva kuvaka.
  • Gwara vanoti dara (v. pull) kureva kudhonza.
  • Gwara vanoti yira (v. push) kureva kusunda.
  • Gwara vanoti nyin (n. one) kureva imwe. Mamwe mazwi: kwer (n. two) kureva mbiri.
  • Gwara vanoti ntar (n. three) kureva nhatu. Mamwe mazwi: naa (n. four) kureva ina.
  • Gwara vanoti ntoo (n. five) kureva shanu. Mamwe mazwi: toy (n. six) kureva nhanhatu.
  • Gwara vanoti tokwer (n. seven) kureva nomwe. Mamwe mazwi: torok (n. eight) kureva sere.
  • Gwara vanoti bonkop (n. nine) kureva pfumbamwe. Mamwe mazwi: kop (n. ten) kureva gumi.