Svetuka kuchirochemo

Kuhwiridza

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHwiridza)

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Hwiridza chavaridzi chisina ronda: return other people's property undamaged.
  • Akandihwiridzira shure: he sent me back.
  • Hwirira kumusha kwako: go back home.
  • Mangwanani ose hwiriri dzinosvika Harare namadomasi: every morning people who will return home in the evening arrive in Harare with tomatoes for sale.
  • Anohwiriroraura maakambobata hove: he fishes again in the pool where he caught fish before.
  • Hwiriri yauya: the wanderer has returned.
  • Vaka hwiridzirana: they took revenge on one another.
  • Vasevenzi vanohwiropinda basa kwavakambenge vachengetwa zvakanaka: workmen return to work at the place where they were looked after well.
  • Gwiri kana kwingwiri (ideo of Starting to follow a spoor. 2. of Setting out on a Journey).
  • Spoor (1. The track or scent of an animal - noun; 2. follow the track or scent of (an animal or person - verb).
  • Kupamha; kupamhidzira; kuita zve; kurudzura; kupamhurura (from beginning); sima, kusirimidza (same thing continually).
  • Ruth 1:8, Endai muhwirire umwe ngaumwe wenyu kumhatso yamai enyu. (kubva muBhaibheri reChiNdau).
  • Rabhani wakabvapo, akahwirira kanyi kwake: Then Lavan left and returned to his own place. (Genesis 31:55, Bhaibheri reChiNdau).
  • VaGwere vanoti kwirira (go and return the same day) kureva kuhwirira.
  • Mururimi rweLugwere vanoti kwirula (plough a second time).
  • VaYao vanoti kuwilisya (to repeat) vachireva kudzokorora kana kuhwiridza.
  • VaYao vanoti kuwilingala (to repeat in close succession) vachireva kudzokorora zvakatevedzana.
  • VaYao vanoti luwila (the second time of hoeing) vachireva kusakura kechipiri.