Hwewa

Kubva Wikipedia
Mvura ichinaya
mwaka we sinu

Hwewa[1] (kureva weather) kana Hwehwa uye Hewa ishanduko inoitika mugute romweya zuva-ne-zuva kana nhambo-ne-nhambo. Hwewa inosanganisa mhepo, mheni, dutu, maharikeni, matonadho, kunaya, vhuramahwe, ritlwa (kana chapuku)[2] uye nezvimwe wo. Simba rinovabva kuzuva rino konzera zviitiko kuhwewa futi. Hwehwera inotiudza mhando ye hwewa kunyanya zvinoitika munguva dzakasiyana mugore. Shanduko dzehwewa dzinoshanura mood ne hupenyu hwedu. Zvichienderana ne hwewa vanhu vanopfeka hembe dzakasiyama uye vanoita zvinhu zvakasiyana sekushambira. Vanhu vanosarudza chikafu shakasiyana zvienderana ne mwaka.

Mastesheni e hwewa mumapoterero enyika anopima zvisiyanwa zvezvikamu zvehwewa. Nzira dzekupima hewa isipidhi ye mhepo, rudzivo rwe mhepo, hujoto ne hunyonhi. Vanhu vanozama kushandisa zvipimo kuti vazivemberi pamusaka pe hwewa. Vanhu ava vasainzi vanonzi vaambahwewa. Vanoshandisa makombiyuta kuwaka masvomhu makuru e mamodhewo kuteera maitiro ehwewa.

Hwewa iri sevhiya ingogona kukwadza vanhu nenhumbi. Hwewa dzine simba guru dzinosangisa:

  • Tropical cyclones
  • Drought
  • Heat waves
  • Tonadho

Hwewa muAfurika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Tarisai peji rekuit: Hwehwera ye Afurika

Mitauro ye Chibantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Ringai futi:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Vashona, 30 Chikunguru 2015, 'hwewa - weather'
  2. Vashona, 28 Zvita 2018, "sinoo - snow"