Hute (ruvara)

Kubva Wikipedia

Hute (nge. purple; Shongr: pepuru) ivhireyiti ye mavara ane hyu iri pakati pe tsvuku ne ungu.

Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Vashona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Kuvaongorori, denga rinorakidza ruvara rwe hute futi pakubuda nokuvira kwe zuva saka unovonekwa se chiratidzo rokutanga ne kupera kwe cycle.

Hute muvara we runako, unovonekwa muZimbabwe panguva yekutumbuka kwe majakaranda.

Saka hute muvara unovonekwa se muvara we kuibva, kusvika mukukura kwakazara, kutumbuka, mavambo ne magumo, rudo uye kutondera ne kugaya kupfuura kwenguva nezvaitiki munguva.

  • Nguva, rudo, mavambo ne magumo, kutumbuka, kuibva, kukura zvizere.

Mabvute e hute[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Nangazira ye mavara ma Hute.
Nangazira ye mavara maHute.

Mavara mahute mavara matsvuki nekuti aripadhuze ne kiwani, fuvana ne tsvuku, uye mavara anogadzirwa nekusanganisa mavara maUngu nematsvuku.

Tafura yemuvara hute
Ruvara Enzano Kodhi yemuvara Chirungu Chirevo/vambo rezita
Hute #A32CC4 Purple
majenda #A1045A Magenta tsvuku ne hute
Fufu; Fuvana; nana #710193 Violet kubva kuzita re violet trees mufufu, mupfuvavana[1][2]

Chipvufanana; Mufufu; Munyapunyapu; Munyazvirombo; Mutangeni

Farata; nukira;

bangwa; ndemengwe

#E39FF6 Lavender kubva kuzita re lavender croton

Gunukira; Mubangwa; Mufandemengwe; Mufarata[3]

Bhoni #9867C5 Iris iris reziso rinonzi bhoni/mboni [4]

yakapihwa zita nekuda kwe pattern ye ruva ne ziso

Siringa #B65FCF Lilac zita uye ruvara rwe maruva e persian lilac tree, Musiringa[5]
Punje; jumba; shari #9966CC Amethyst dzinde rine maruva anowanikwa mu purple, amethyst ne lavender, [6]

kamupunje; mujumba; mushari

Mabvute eHute

ruvara/bvute enzano khodhi chingezi chirevo chezita
Jumba #DA70D6 orchid; "amythest orchid" mhando ye ruvara rwe amethyst,

Tarisai pamusoro mu "chirevo/vambo rezita"

Shari amethyst futi
nukira #E0B0FF mauve lavender, tarisai pamusoro futi
ndemengwe; mengwe lavender futi

Zvinhu zvineruvara hute.

Tarisai futi:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. Vashona, 24 Ndira 2019, "mufufu" Yakatariswa: Nyamavhuvhu 2021
  2. Zimbabweflora, Securidaca longepedunculata Fresen. Violet trees. Yakatariswa: Nyamavhuvhu 2021
  3. l"Lavender croton" Yakatariswa: 18 Nyamavhuvhu 2021
  4. Vashona, 11 Gumiguru 2019, "iris" Yakatariswa: Nyamavhuvhu 2021
  5. Vashona, 30 Chikunguru 2015,hPersian lilac tree" Yakatariswa: 18 Nyamavhuvhu 2021ttps://vashona.com/en/dictionary/en/Persian%20lilac%20tree
  6. Vashona, 27 Mbudzi 2019, hkamupunje"ttps://vashona.com/en/dictionary/sn/kamupunje Yakatariswa: Nyamavhuvhu 2021