Guti sezita

Kubva Wikipedia

Guti izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Herero inoti oku-ti kana oma-kuti (n. district; region; coast land or country; field). Taabwa vanoti kuti (n. force, to have permission).
  • VaYao vanoti chikuti (a framework made of reeds for storing food in) vachireva chirukwa chetsanga chokubangira zvidyo.
  • Yao inoti chikuti (mode of preserving grain by placing in a pot & covering with plaster to make vessel air-tight) inzira yokuchengetedza zvidyo muhari yakanamwa nedhaka kuti mweya usapinda.
  • Kikongo vanoti kutika (gather into a heap, collect, assemble, bring together) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: ekuti (n. a group; gathering).
  • VaNsari vanoti wi (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: Wi wu gutii (n. merchant).