Gope

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Gope izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Gope (1. Peak of a cap, 2. Hair hanging down face - generally of animal).
  • Izwi rokuti kugopa (hesitate) rinotaurwa mururimi rweNyungwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaChewa neMang'anja vanoti chikope (the eye-brow) kureva tsiye dziri munyasi mehuma.
  • Mang'anja vanoti kope (eyebrow) zvichireva vhudzi riri zasi kwemhanza pamusoro peziso.
  • Mang'anja vanoti kope (toucan; species of bird with a thick long bill). VaUmbundu vanoti ekope (old resident).
  • VaYao vanoti chikope (the eye lid). VaNyungwe vanoti cikope (the eye lid).
  • VaDigo vanoti kumbi (eyebrow). Kinande vanoti omugohe (n. a bud).