Svetuka kuchirochemo

Gidire

Kubva Wikipedia

Gidire mutauro weAfrika unowanikwa kuTogo neGhana.

  • Gidire vanoti afʋrɩ (n. relatives, relationship) kureva hama.
  • Gidire vanoti afʋʋ (n. foam) kureva furu.
  • Gidire vanoti akola (n. joint).
  • Gidire vanoti ande (n. places, languages) kureva nzvimbo kana mitauro.
  • Gidire vanoti atawa (n. twins) kureva mapatya.
  • Gidire vanoti bara (v. twist, weave (a rope), plait).
  • Gidire vanoti biri (v. return, go back, do it again). Mamwe mazwi: birima (v. return something, turn into).
  • Gidire vanoti bum (v. put together). Mamwe mazwi: butu (n. water).
  • Gidire vanoti diku (n. death, funeral) kureva rufu.
  • Gidire vanoti dikutu (n. orange) kureva orenji.
  • Gidire vanoti ditele (n. town, home) kureva guta kana musha.
  • Gidire vanoti dɩya (n. dew) kureva dova. Mamwe mazwi: dɩya (v. to taste).

Duramazwi rinowanikwa paWebonary.