George Silundika

Kubva Wikipedia

George Silundila igamba rehondo yeChimurenga yakarwiwa nechinangwa chekusunungura nyika yeZimbabwe kubva kuutongi hweudzvanyiriri hwevarungu vakabva kuBritain.

Ruremekedzo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

George Silundika akashongedzwa ruremekedzo rwegamba rehondo yerusununguko, akachengetwa pamarinda emagamba muHarare. Zvakare kune nzira zhinji dzakapiwa zita rake senzira yokurangarira gamba iri nokupa ruremekedzo.