Dzama sezita
Mataridziko
Dzama izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, Malawi neCongo, Kinshasa.
- Vanhu vane zita iri: Percy Dzama; Leonie Dzama; Memory Dzama; Modester Dzama.
- Mazwi ari pedyo: Dzamara sezita.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Manga Kanuri inoti jama (n. people; community; public) kureva bato revanhu.
- Manga Kanuri inoti jamala (n. something in common).
- Shilluk inoti jama (n. property; goods). Mamwe mazwi: jami (your goods).