Svetuka kuchirochemo

Dzamara sezita

Kubva Wikipedia

Dzamara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Patson Dzamara; Takaitei Dzamara; Sandra Dzamara; Zvidzai Dzamara.
  • Mazwi ari pedyo: Dzama sezita.

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.