Dunhu (tsauranisa chirevo)
Mataridziko
Dunhu, DUNHU kana dunhu ishoko reChishona rinoshandisirwa mashoko arizasiyo:
- Dunhu - kureva (province)
Mamwe mashandisirwo mu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Nyika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Kupimha
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nhambwe (distance).
- Mhene (nyika) kana matunhu pakuwanda (Open veld especially on a slope).
Gemhu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Dunhu mutambo - kureva dhojabhora, (gemhu re dodge-ball)
Mitauro ye Chibantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Lozi vanoti silalo (n. district) kureva dunhu. Sokuti: Silalo sa Kalabo (Kalabo district).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
