Denhere
Denhere, munanga kana chinanga (thicket, thick bush) zvinoreva sango rine makwenzi akabatana zvakanyanya zvokuita dzote asi asina kunyanya kureba.
- Nechinanga izita redzinza.
Tsumo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kupfuura nomuchinanga hugonda neshangu. To pass through a thicket you have to rely on shoes.
- Kupfuura nomuchinanga hunzwa kupitsa hwakwata. To pass through a thicket you have to know about relying on sandals