Chikanga

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chikanga izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Mururimi rweKikongo vanoti makanga kana ekanga (n. a wilderness, a desert, bare place, barren soil) kureva gwenga. Mukutaura kazhinji vaKongo vanosiya e anovamba ejinga.
  • Mururimi rweYao vanoti chikanga (a forest or thicket).
  • Vatauri veKikongo vanoti kanga (to determine, to be determined, to make up one's mind, to Harden one's heart, refuse to listen to advise, to be impenitent).