Svetuka kuchirochemo

Chiwota sezita

Kubva Wikipedia

Chiwota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tafadzwa Chiwota; Simba Chiwota; Shamiso Chiwota; Tatenda Chiwota.
  • Mamwe mazita: Chihota.
  • Tarisai chinyorwa chinonzi hota. Kune dhamu rinonzi Chiwote Dam kuMvurwi, Zimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Herero vanoti vota kana ota (v. to draw water) kureva kuteka mvura. Mamwe mazwi: otyivotero (n. spot where water is drawn).
  • Lunda vanoti chiota (n. open palaver hut. Palaver means a conference or discussion) kureva igptekwa redare kana musangano.
  • Hadiyya inoti oota (n. fence) kureva fenzi. Mamwe mazwi: otoota (1. a sort of fence; 2. protection). Ootamma (adj. round)