Chihota

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chihota izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Tarisai chinyorwa chinonzi hota.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaSwahili vanoti kiota (nest, roost of fowl).
  • Mururimi rweSwahili vanoti ota (1. mark, designate, 2. make a mark, leave marks - usually welts from blows).
  • Mururimi rweSwahili vanoti ota (grow - of hair or nails - rarely plants).
  • Mururimi rweSwahili vanoti oteo kana maoteo (growth).
  • Mururimi rweSwahili vanoti woto (growth, development; vegetation).
  • Vatauri veKizigua vanoti kuhota (grow plants; sprout; germinate) kureva kumera kana kukudza zvirimwa.